Oliver 'Tuku' Mtukudzi — Murimi Munhu song lyrics and translation
The page contains the lyrics and English translation of the song "Murimi Munhu" by Oliver 'Tuku' Mtukudzi.
Lyrics
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Murimi munhu, ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimbi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Ivhu ndoonyika
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen’a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve muimbi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Lyrics translation
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, wasteland ayhu
Murimi munhu, ayhu ayhu
Murimi munhu
Wasteland ozhu (ozhu ndonyika)
Murimi munhu, ayhu ayhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana his father
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimimi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, wasteland ayhu
Othu warning
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu, wasteland ayhu (ayhu Ayhika)
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana his father
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi effects (kudya zvemurimi)
Blazzo (kudya)
Nemi Magen'a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi ought to toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana Mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve muku (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve wave (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh